Dataset Viewer
id
int64 1
31k
| verse_id
stringlengths 7
11
| translation
dict |
---|---|---|
1 | 1CH_10_1 | {
"en": "Now the Philistines fought against Israel: and the men of Israel fled from before the Philistines, and fell down slain in mount Gilboa.",
"sna": "Zvino vaFiristia vakarwisa vaIsraeri; vaIsraeri vakatiza pamberi pavo, vazhinji vakaurayiwa paGomo reGiribhoa."
} |
2 | 1CH_10_10 | {
"en": "And they put his armor in the house of their gods, and fastened his head in the house of Dagon.",
"sna": "Vakaisa zvombo zvake mutemberi yavamwari vavo vakaturika musoro wake mutemberi yaDhagoni."
} |
3 | 1CH_10_11 | {
"en": "And when all Jabesh-gilead heard all that the Philistines had done to Saul,",
"sna": "Vagari vose vomuJabheshi Gireadhi pavakanzwa zvose zvakanga zvaitwa navaFiristia kuna Sauro,"
} |
4 | 1CH_10_12 | {
"en": "all the valiant men arose, and took away the body of Saul, and the bodies of his sons, and brought them to Jabesh, and buried their bones under the oak in Jabesh, and fasted seven days.",
"sna": "mhare dzose dzakasimuka dzikandotora zvitunha zvaSauro, navanakomana vake vakauya nazvo kuJabheshi vakaviga mapfupa avo pamuti mukuru weJabheshi uye vakatsanya kwamazuva manomwe."
} |
5 | 1CH_10_13 | {
"en": "So Saul died for his trespass which he committed against Jehovah, because of the word of Jehovah, which he kept not; and also for that he asked counsel of one that had a familiar spirit, to inquire thereby ,",
"sna": "Sauro akafa nokuti akanga asina kutendeka kuna Jehovha, haana kuchengeta shoko raJehovha uyezve akandobvunzira kumasvikiro kuti atungamirirwe."
} |
6 | 1CH_10_14 | {
"en": "and inquired not of Jehovah: therefore he slew him, and turned the kingdom unto David the son of Jesse.",
"sna": "Haana kubvunza kuna Jehovha. Saka Jehovha akamuuraya akapa umambo kuna Dhavhidhi mwanakomana waJese."
} |
7 | 1CH_10_2 | {
"en": "And the Philistines followed hard after Saul and after his sons; and the Philistines slew Jonathan, and Abinadab, and Malchi-shua, the sons of Saul.",
"sna": "VaFiristia vakatevera Sauro navanakomana vake kwazvo uyezve vakauraya vanakomana vake Jonatani, Abhinadhabhi naMariki-Shua."
} |
8 | 1CH_10_3 | {
"en": "And the battle went sore against Saul, and the archers overtook him; and he was distressed by reason of the archers.",
"sna": "Hondo yakarwiwa zvinotyisa kumativi ose aSauro uye vapfuri vouta pavakamubata, vakamukuvadza."
} |
9 | 1CH_10_4 | {
"en": "Then said Saul unto his armor-bearer, Draw thy sword, and thrust me through therewith, lest these uncircumcised come and abuse me. But his armor-bearer would not; for he was sore afraid. Therefore Saul took his sword, and fell upon it.",
"sna": "Sauro akati kumubati wenhumbi dzake dzokurwa, “Vhomora munondo wako undibaye nawo kuti varume ava vasina kudzingiswa varege kuuya vakanditambudza.” Asi mubati wenhumbi dzake dzokurwa akatya kwazvo akasada kuzviita; saka Sauro akatora munondo wake akazviwisira pauri."
} |
10 | 1CH_10_5 | {
"en": "And when his armor-bearer saw that Saul was dead, he likewise fell upon his sword, and died.",
"sna": "Mubati wenhumbi dzake dzokurwa paakaona kuti Sauro afa, iyewo akazviwisira pamunondo wake akafa."
} |
11 | 1CH_10_6 | {
"en": "So Saul died, and his three sons; and all his house died together.",
"sna": "Saka Sauro navanakomana vake vatatu neimba yake yose vakafa pamwe chete."
} |
12 | 1CH_10_7 | {
"en": "And when all the men of Israel that were in the valley saw that they fled, and that Saul and his sons were dead, they forsook their cities, and fled; and the Philistines came and dwelt in them.",
"sna": "Zvino vaIsraeri vose vakanga vagere pamupata vakati vaona kuti varwi vose vakanga vatiza uye Sauro navanakomana vake vatatu vakanga vafa, vakasiya maguta avo vakatiza. Uye vaFiristia vakauya vakagara maari."
} |
13 | 1CH_10_8 | {
"en": "And it came to pass on the morrow, when the Philistines came to strip the slain, that they found Saul and his sons fallen in mount Gilboa.",
"sna": "Zuva raitevera, vaFiristia pavakauya kuzokutunura nhumbi dzavakanga vafa; vakawana Sauro navanakomana vake vakafa pagomo reGiribhoa."
} |
14 | 1CH_10_9 | {
"en": "And they stripped him, and took his head, and his armor, and sent into the land of the Philistines round about, to carry the tidings unto their idols, and to the people.",
"sna": "Vakamukutunura nhumbi dzake uye vakatora musoro wake nezvombo zvake vakatuma nhume munyika yose yavaFiristia kuti vandoparadzira shoko iri pakati pavamwari vavo uye navanhu vavo."
} |
15 | 1CH_11_1 | {
"en": "Then all Israel gathered themselves to David unto Hebron, saying, Behold, we are thy bone and thy flesh.",
"sna": "VaIsraeri vose vakaungana kuna Dhavhidhi paHebhuroni vakati, “Isu tiri nyama yenyu neropa renyu."
} |
16 | 1CH_11_10 | {
"en": "Now these are the chief of the mighty men whom David had, who showed themselves strong with him in his kingdom, together with all Israel, to make him king, according to the word of Jehovah concerning Israel.",
"sna": "Ava ndivo vaiva vakuru pakati pavarume voumhare vaiva naDhavhidhi, avo pamwe chete neIsraeri yose, vakatsigira umambo hwake zvakasimba kuti husvike munyika yose sokuvimbisa kwakanga kwaita Jehovha."
} |
17 | 1CH_11_11 | {
"en": "And this is the number of the mighty men whom David had: Jashobeam, the son of a Hachmonite, the chief of the thirty; he lifted up his spear against three hundred and slew them at one time.",
"sna": "Aya ndiwo mazita avarume voumhare vaiva naDhavhidhi: Jashobheami, muHakimoni, aiva mukuru wamachinda ehondo; akasimudza pfumo rake akarwa navarume mazana matatu, avo vaakauraya pakurwisana panguva imwe chete."
} |
18 | 1CH_11_12 | {
"en": "And after him was Eleazar the son of Dodo, the Ahohite, who was one of the three mighty men.",
"sna": "Aimutevera ainzi Ereazari mwanakomana waDhodhai muAhohi mumwe wavarume voumhare vatatu."
} |
19 | 1CH_11_13 | {
"en": "He was with David at Pasdammim, and there the Philistines were gathered together to battle, where was a plot of ground full of barley; and the people fled from before the Philistines.",
"sna": "Aiva naDhavhidhi paPasi Dhamimi vaFiristia pavakaungana ipapo kuzorwa. Pane imwe nzvimbo paiva nomunda wakanga uzere nebhari, varwi vakatiza vaFiristia."
} |
20 | 1CH_11_14 | {
"en": "And they stood in the midst of the plot, and defended it, and slew the Philistines; and Jehovah saved them by a great victory.",
"sna": "Asi ivo vakaramba vamire pakati pomunda vakaurwira vakauraya vaFiristia uye Jehovha akaita kuti vakunde nokukunda kukuru."
} |
21 | 1CH_11_15 | {
"en": "And three of the thirty chief men went down to the rock to David, into the cave of Adullam; and the host of the Philistines were encamped in the valley of Rephaim.",
"sna": "Vatatu pakati pamakumi matatu avakuru vakaburukira kuna Dhavhidhi kuDombo pabako reAdhurami, uye hondo yavaFiristia yakanga yadzika matende muMupata weRefaimi."
} |
22 | 1CH_11_16 | {
"en": "And David was then in the stronghold, and the garrison of the Philistines was then in Beth-lehem.",
"sna": "Panguva iyoyo Dhavhidhi akanga ari munhare, uye boka rehondo yavaFiristia rakanga riri paBheterehema."
} |
23 | 1CH_11_17 | {
"en": "And David longed, and said, Oh that one would give me water to drink of the well of Beth-lehem, which is by the gate!",
"sna": "Dhavhidhi akanzwa nyota akati, “Haiwa, dai mumwe munhu ainondicherera mvura yokunwa kubva mutsime riri pedyo nesuo reBheterehema!”"
} |
24 | 1CH_11_18 | {
"en": "And the three brake through the host of the Philistines, and drew water out of the well of Beth-lehem, that was by the gate, and took it, and brought it to David: but David would not drink thereof, but poured it out unto Jehovah,",
"sna": "Saka Vatatu ava vakapinda napakati pehondo dzavaFiristia, vakachera mvura kubva mutsime raiva pedyo nesuo reBheterehema vakaenda nayo kuna Dhavhidhi. Asi akaramba kuinwa akaidururira pasi pamberi paJehovha."
} |
25 | 1CH_11_19 | {
"en": "and said, My God forbid it me, that I should do this: shall I drink the blood of these men that have put their lives in jeopardy? for with the jeopardy of their lives they brought it. Therefore he would not drink it. These things did the three mighty men.",
"sna": "Dhavhidhi akati, “Mwari ngaandidzivise ndiregere kunwa izvi! Ndinganwa here ropa ravarume ava vaenda vachiisa upenyu hwavo panjodzi?” Nokuti vakaisa upenyu hwavo panjodzi kuti vadzoke vanayo, Dhavhidhi akaramba kuinwa. Aya ndiwo mamwe amabasa okukunda akaitwa navarume voumhare vatatu."
} |
26 | 1CH_11_2 | {
"en": "In times past, even when Saul was king, it was thou that leddest out and broughtest in Israel: and Jehovah thy God said unto thee, Thou shalt be shepherd of my people Israel, and thou shalt be prince over my people Israel.",
"sna": "Kare kunyange Sauro paaiva mambo ndimi maitungamirira Israeri kundorwa. Uye Jehovha Mwari wenyu akati kwamuri, ‘Uchafudza vanhu vangu vaIsraeri uye uchava mutongi wavo.’ ”"
} |
27 | 1CH_11_20 | {
"en": "And Abishai, the brother of Joab, he was chief of the three; for he lifted up his spear against three hundred and slew them, and had a name among the three.",
"sna": "Abhishai mununʼuna waJoabhu akanga ari mukuru waVatatu Ava. Akasimudza pfumo rake kuti arwise varume mazana matatu, akavauraya, uye akava nomukurumbira saVatatu Vaya."
} |
28 | 1CH_11_21 | {
"en": "Of the three, he was more honorable than the two, and was made their captain: howbeit he attained not to the first three.",
"sna": "Akaremekedzwa zvakapetwa kaviri pamusoro paVatatu Vaya uye akaitwa mutungamiri wavo, kunyange zvazvo akanga asina kuverengerwa pakati pavo."
} |
29 | 1CH_11_22 | {
"en": "Benaiah the son of Jehoiada, the son of a valiant man of Kabzeel, who had done mighty deeds, he slew the two sons of Ariel of Moab: he went down also and slew a lion in the midst of a pit in time of snow.",
"sna": "Bhenaya mwanakomana waJehoyadha aiva murwi woumhare aibva kuKabhizeeri, akaita mabasa makuru. Akauraya mhare mbiri dzapamusoro dzavaMoabhu. Akapindawo mugomba mumwe musi kuine chando akauraya shumba."
} |
30 | 1CH_11_23 | {
"en": "And he slew an Egyptian, a man of great stature, five cubits high; and in the Egyptian’s hand was a spear like a weaver’s beam; and he went down to him with a staff, and plucked the spear out of the Egyptian’s hand, and slew him with his own spear.",
"sna": "Uye akauraya muIjipita akanga akareba makubhiti mashanu . Kunyange zvazvo muIjipita akanga akapakata pfumo rainge tsvimbo yomuruki muruoko rwake, Bhenaya akamurwisa netsvimbo. Akabvuta pfumo kubva muruoko rwomuIjipita akamuuraya nepfumo rake."
} |
31 | 1CH_11_24 | {
"en": "These things did Benaiah the son of Jehoiada, and had a name among the three mighty men.",
"sna": "Aya ndiwo aiva mabasa aBhenaya mwanakomana waJehoyadha; naiyewo akaita mukurumbira savarume vatatu voumhare."
} |
32 | 1CH_11_25 | {
"en": "Behold, he was more honorable than the thirty, but he attained not to the first three: and David set him over his guard.",
"sna": "Akakudzwa nokuremekedzwa kukuru kupfuura Vaya Makumi Matatu, asi akanga asiri pakati paVatatu Vaya. Uye Dhavhidhi akamuita mutariri wavarindi vake."
} |
33 | 1CH_11_26 | {
"en": "Also the mighty men of the armies: Asahel the brother of Joab, Elhanan the son of Dodo of Beth-lehem,",
"sna": "Varume voumhare vaiva: Asaheri mununʼuna waJoabhu, Erihanani mwanakomana waDhodho aibva kuBheterehema."
} |
34 | 1CH_11_27 | {
"en": "Shammoth the Harorite, Helez the Pelonite,",
"sna": "Shamoti muHarori, Herezi muPeroni,"
} |
35 | 1CH_11_28 | {
"en": "Ira the son of Ikkesh the Tekoite, Abiezer the Anathothite,",
"sna": "Ira mwanakomana waIkeshi aibva kuTekoa, Abhiezeri aibva kuAnatoti,"
} |
36 | 1CH_11_29 | {
"en": "Sibbecai the Hushathite, Ilai the Ahohite,",
"sna": "Sibhekai muHushati, Irai muAhohi,"
} |
37 | 1CH_11_3 | {
"en": "So all the elders of Israel came to the king to Hebron; and David made a covenant with them in Hebron before Jehovah; and they anointed David king over Israel, according to the word of Jehovah by Samuel.",
"sna": "Vakuru vose veIsraeri pavakauya kuna mambo Dhavhidhi paHebhuroni, akaita sungano navo paHebhuroni pamberi paJehovha, uye vakazodza Dhavhidhi kuti ave mambo weIsraeri sezvakanga zvavimbiswa naJehovha kubudikidza naSamueri."
} |
38 | 1CH_11_30 | {
"en": "Maharai the Netophathite, Heled the son of Baanah the Netophathite,",
"sna": "Maharai muNetofati, Heredhi mwanakomana waBhaana muNetofati,"
} |
39 | 1CH_11_31 | {
"en": "Ithai the son of Ribai of Gibeah of the children of Benjamin, Benaiah the Pirathonite,",
"sna": "Itai mwanakomana waRibhai aibva kuGibhea muBhenjamini, Bhenaya muPiratoni,"
} |
40 | 1CH_11_32 | {
"en": "Hurai of the brooks of Gaash, Abiel the Arbathite,",
"sna": "Hurai aibva kuhova dzeGaashi, Abhieri muAribhati,"
} |
41 | 1CH_11_33 | {
"en": "Azmaveth the Baharumite, Eliahba the Shaalbonite,",
"sna": "Azimavheti muBhaharumi, Eriabha muShaaribhoni,"
} |
42 | 1CH_11_34 | {
"en": "the sons of Hashem the Gizonite, Jonathan the son of Shagee the Hararite,",
"sna": "vanakomana vaHashemi muGizoni, Jonatani mwanakomana waShage muHarari,"
} |
43 | 1CH_11_35 | {
"en": "Ahiam the son of Sacar the Hararite, Eliphal the son of Ur,",
"sna": "Ahiami mwanakomana waSaka muHarari, Erifari mwanakomana waUri,"
} |
44 | 1CH_11_36 | {
"en": "Hepher the Mecherathite, Ahijah the Pelonite,",
"sna": "Heferi muMekerati, Ahija muPeroni,"
} |
45 | 1CH_11_37 | {
"en": "Hezro the Carmelite, Naarai the son of Ezbai,",
"sna": "Heziro muKarimeri, Naarai mwanakomana waEzibhai,"
} |
46 | 1CH_11_38 | {
"en": "Joel the brother of Nathan, Mibhar the son of Hagri,",
"sna": "Joere mununʼuna waNatani, Mibha mwanakomana waHagiri,"
} |
47 | 1CH_11_39 | {
"en": "Zelek the Ammonite, Naharai the Berothite, the armorbearer of Joab the son of Zeruiah,",
"sna": "Zereki muAmoni, Naharai muBheroti, mubati wenhumbi dzokurwa nadzo dzaJoabhu mwanakomana waZeruya,"
} |
48 | 1CH_11_4 | {
"en": "And David and all Israel went to Jerusalem (the same is Jebus); and the Jebusites, the inhabitants of the land, were there.",
"sna": "Dhavhidhi navaIsraeri vose vakaenda kuJerusarema (ndiro Jebhusi). VaJebhusi vaigaramo"
} |
49 | 1CH_11_40 | {
"en": "Ira the Ithrite, Gareb the Ithrite,",
"sna": "Ira muItiri, Garebhi muItiri,"
} |
50 | 1CH_11_41 | {
"en": "Uriah the Hittite, Zabad the son of Ahlai,",
"sna": "Uria muHiti, Zabhadhi mwanakomana waArai,"
} |
51 | 1CH_11_42 | {
"en": "Adina the son of Shiza the Reubenite, a chief of the Reubenites, and thirty with him,",
"sna": "Adhina mwanakomana waShiza muRubheni iye aiva mukuru wavaRubheni, navaya makumi matatu, vaaiva navo,"
} |
52 | 1CH_11_43 | {
"en": "Hanan the son of Maacah, and Joshaphat the Mithnite,",
"sna": "Hanani mwanakomana waMaaka, Joshafati muMitini,"
} |
53 | 1CH_11_44 | {
"en": "Uzzia the Ashterathite, Shama and Jeiel the sons of Hotham the Aroerite,",
"sna": "Uzia muAshiterati, Shama naJeyeri vanakomana vaHotamu muAroeri,"
} |
54 | 1CH_11_45 | {
"en": "Jediael the son of Shimri, and Joha his brother, the Tizite,",
"sna": "Jedhieri mwanakomana waShimiri, mununʼuna wake Joha muTizi,"
} |
55 | 1CH_11_46 | {
"en": "Eliel the Mahavite, and Jeribai, and Joshaviah, the sons of Elnaam, and Ithmah the Moabite,",
"sna": "Erieri muMahavhi, Jeribhai naJoshavhia vanakomana vaErinaami, Itima muMoabhu,"
} |
56 | 1CH_11_47 | {
"en": "Eliel, and Obed, and Jaasiel the Mezobaite.",
"sna": "Erieri, Obhedhi naJaasieri muMezobhai."
} |
57 | 1CH_11_5 | {
"en": "And the inhabitants of Jebus said to David, Thou shalt not come in hither. Nevertheless David took the stronghold of Zion; the same is the city of David.",
"sna": "vakati kuna Dhavhidhi, “Hamusi kuzopinda muno.” Kunyange zvakadaro Dhavhidhi akatapa nhare yeZioni, Guta raDhavhidhi."
} |
58 | 1CH_11_6 | {
"en": "And David said, Whosoever smiteth the Jebusites first shall be chief and captain. And Joab the son of Zeruiah went up first, and was made chief.",
"sna": "Dhavhidhi akanga ati, “Achatungamirira kundorwisa vaJebhusi ndiye achava mukuru wavarwi.” Joabhu mwanakomana waZeruya ndiye akatanga kuenda, saka akapiwa utungamiri hwacho."
} |
59 | 1CH_11_7 | {
"en": "And David dwelt in the stronghold; therefore they called it the city of David.",
"sna": "Dhavhidhi akagara munhare yeZioni, saka rakazodaidzwa kuti Guta raDhavhidhi."
} |
60 | 1CH_11_8 | {
"en": "And he built the city round about, from Millo even round about; and Joab repaired the rest of the city.",
"sna": "Akavaka guta richipoteredza, kubva pamihomba yokutsigira kusvikira kurusvingo rwakanga rwakapoteredza, Joabhu achivaka patsva chimwe chikamu chose cheguta."
} |
61 | 1CH_11_9 | {
"en": "And David waxed greater and greater; for Jehovah of hosts was with him.",
"sna": "Uye Dhavhidhi akaramba achiva nesimba guru nokuti Jehovha Wamasimba Ose aiva naye."
} |
62 | 1CH_12_1 | {
"en": "Now these are they that came to David to Ziklag, while he yet kept himself close because of Saul the son of Kish; and they were among the mighty men, his helpers in war.",
"sna": "Ava ndivo varume vakauya kuna Dhavhidhi paZikiragi achakavanda nokuda kwaSauro mwanakomana waKishi; uye ndivo vamwe vavarwi vakamubatsira muhondo."
} |
63 | 1CH_12_10 | {
"en": "Mishmannah the fourth, Jeremiah the fifth,",
"sna": "Mishimana wechina, Jeremia wechishanu,"
} |
64 | 1CH_12_11 | {
"en": "Attai the sixth, Eliel the seventh,",
"sna": "Atai wechitanhatu, Erieri wechinomwe,"
} |
65 | 1CH_12_12 | {
"en": "Johanan the eighth, Elzabad the ninth,",
"sna": "Johanani worusere, Erizabhadhi wechipfumbamwe,"
} |
66 | 1CH_12_13 | {
"en": "Jeremiah the tenth, Machbannai the eleventh.",
"sna": "Jeremia wegumi naMakibhanai wegumi nomumwe."
} |
67 | 1CH_12_14 | {
"en": "These of the sons of Gad were captains of the host: he that was least was equal to a hundred, and the greatest to a thousand.",
"sna": "VaGadhi ava ndivo vaiva vatungamiriri vamauto, mudiki ainge akaenzana nezana, uye mukuru ainge akaenzana nechiuru."
} |
68 | 1CH_12_15 | {
"en": "These are they that went over the Jordan in the first month, when it had overflowed all its banks; and they put to flight all them of the valleys, both toward the east and toward the west.",
"sna": "Ivava ndivo vaya vakayambuka Jorodhani mumwedzi wokutanga parwainge rwakazara nokumahombekombe uye vakaita kuti vanhu vose vaigara mumipata, kumabvazuva nokumavirira, vatize."
} |
69 | 1CH_12_16 | {
"en": "And there came of the children of Benjamin and Judah to the stronghold unto David.",
"sna": "Vamwe vaBhenjamini navamwe varume vaibva kuJudha vakauyawo kuna Dhavhidhi munhare yake."
} |
70 | 1CH_12_17 | {
"en": "And David went out to meet them, and answered and said unto them, If ye be come peaceably unto me to help me, my heart shall be knit unto you; but if ye be come to betray me to mine adversaries, seeing there is no wrong in my hands, the God of our fathers look thereon, and rebuke it.",
"sna": "Dhavhidhi akaenda kundosangana navo akati kwavari, “Kana mauya kwandiri norugare, kuzondibatsira, ndakagadzirira kuti mubatane neni. Asi kana mauya kuzonditengesa kuvavengi vangu iwo maoko angu asina kuita zvechisimba, Mwari wamadzibaba edu ngaazvione uye akutongei.”"
} |
71 | 1CH_12_18 | {
"en": "Then the Spirit came upon Amasai, who was chief of the thirty, and he said , Thine are we, David, and on thy side, thou son of Jesse: peace, peace be unto thee, and peace be to thy helpers; for thy God helpeth thee. Then David received them, and made them captains of the band.",
"sna": "Ipapo Mweya wakauya pana Amasi mukuru waMakumi Matatu akati, “Haiwa Dhavhidhi, tiri vako! Haiwa mwanakomana waJese, tinewe! Kubudirira, kubudirira ngakuve kwauri, uye kubudirira ngakuve kuna vanokubatsira nokuti Mwari wako achakubatsira.” Saka Dhavhidhi akavagamuchira akavaita vatungamiri veboka ravarwi vake."
} |
72 | 1CH_12_19 | {
"en": "Of Manasseh also there fell away some to David, when he came with the Philistines against Saul to battle: but they helped them not; for the lords of the Philistines upon advisement sent him away, saying, He will fall away to his master Saul to the jeopardy of our heads.",
"sna": "Vamwe varume vokwaManase vakabatana naDhavhidhi paakaenda navaFiristia kundorwisa Sauro. Iye navanhu vake havana kubatsira vaFiristia nokuti, vapedza kubvunzana, vatongi vavo vakamudzosa vakati, “Zvichatiurayisa kana akazotitiza akandobatana namambo wake Sauro.”"
} |
73 | 1CH_12_2 | {
"en": "They were armed with bows, and could use both the right hand and the left in slinging stones and in shooting arrows from the bow: they were of Saul’s brethren of Benjamin.",
"sna": "Vakanga vapakata uta uye vaigona kupfura miseve nezvimviriri noruoko rworudyi kana rworuboshwe; vaiva hama dzaSauro dzokurudzi rwaBhenjamini."
} |
74 | 1CH_12_20 | {
"en": "As he went to Ziklag, there fell to him of Manasseh, Adnah, and Jozabad, and Jediael, and Michael, and Jozabad, and Elihu, and Zillethai, captains of thousands that were of Manasseh.",
"sna": "Dhavhidhi paakaenda kuZikiragi, ava ndivo vaiva varume vokwaManase vakabatana naye: Adhina, Jozabhadhi, Jedhieri, Mikaeri, Jozabhadhi, Erihu naZiretai, vatungamiri vemapoka echiuru muna Manase."
} |
75 | 1CH_12_21 | {
"en": "And they helped David against the band of rovers: for they were all mighty men of valor, and were captains in the host.",
"sna": "Vakabatsira Dhavhidhi paairwisana namapoka amakororo, nokuti vose vakanga vari varwi vakashinga uye vaiva vatungamiri muhondo yake."
} |
76 | 1CH_12_22 | {
"en": "For from day to day men came to David to help him, until there was a great host, like the host of God.",
"sna": "Zuva nezuva varume vakauya kuzobatsira Dhavhidhi kusvikira ava nehondo huru kwazvo, sehondo yaMwari."
} |
77 | 1CH_12_23 | {
"en": "And these are the numbers of the heads of them that were armed for war, who came to David to Hebron, to turn the kingdom of Saul to him, according to the word of Jehovah.",
"sna": "Uku ndiko kuwanda kwavarume vakanga vakapakata zvombo kuti vandorwa, vakauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni kuti vatore umambo hwaSauro vahupe kwaari, sezvazvakanga zvarehwa naJehovha:"
} |
78 | 1CH_12_24 | {
"en": "The children of Judah that bare shield and spear were six thousand and eight hundred, armed for war.",
"sna": "Varume vokwaJudha vakanga vakapakata nhoo namapfumo vaiva zviuru zvitanhatu namazana masere uye akapakata zvombo kuti vandorwa;"
} |
79 | 1CH_12_25 | {
"en": "Of the children of Simeon, mighty men of valor for the war, seven thousand and one hundred.",
"sna": "varume vokwaSimeoni, varwi vakanga vakagadzirira kundorwa vaiva zviuru zvinomwe nezana;"
} |
80 | 1CH_12_26 | {
"en": "Of the children of Levi four thousand and six hundred.",
"sna": "varume vokwaRevhi zviuru zvina namazana matanhatu,"
} |
81 | 1CH_12_27 | {
"en": "And Jehoiada was the leader of the house of Aaron; and with him were three thousand and seven hundred,",
"sna": "pamwe chete naJehoyadha, mutungamiri wemhuri yaAroni aiva navarume zviuru zvitatu namazana manomwe,"
} |
82 | 1CH_12_28 | {
"en": "and Zadok, a young man mighty of valor, and of his father’s house twenty and two captains.",
"sna": "naZadhoki, murwi wechidiki aiva akashinga, navakuru vamapoka makumi maviri navaviri kubva kumhuri yake;"
} |
83 | 1CH_12_29 | {
"en": "And of the children of Benjamin, the brethren of Saul, three thousand: for hitherto the greatest part of them had kept their allegiance to the house of Saul.",
"sna": "varume vokwaBhenjamini, hama dzaSauro vaiva zviuru zvitatu vazhinji vavo vakanga vamboramba vachitevera Sauro kusvikira musi uyu;"
} |
84 | 1CH_12_3 | {
"en": "The chief was Ahiezer; then Joash, the sons of Shemaah the Gibeathite, and Jeziel, and Pelet, the sons of Azmaveth, and Beracah, and Jehu the Anathothite,",
"sna": "Ahiezeri, mukuru wavo, naJoashi, vanakomana vaShemaya muGibheati; Jezieri naPereti vanakomana vaAzimavheti; Bheraka, Jehu muAnatoti,"
} |
85 | 1CH_12_30 | {
"en": "And of the children of Ephraim twenty thousand and eight hundred, mighty men of valor, famous men in their fathers’ houses.",
"sna": "varume vokwaEfuremu varwi vakashinga vaiva nomukurumbira kwazvo kumhuri dzavo vaiva zviuru makumi maviri namazana masere;"
} |
86 | 1CH_12_31 | {
"en": "And of the half-tribe of Manasseh eighteen thousand, who were mentioned by name, to come and make David king.",
"sna": "varume vokuhafu yorudzi rwaManase vakadanwa namazita avo kuti vauye vazogadza Dhavhidhi umambo vaiva zviuru gumi nezvisere;"
} |
87 | 1CH_12_32 | {
"en": "And of the children of Issachar, men that had understanding of the times, to know what Israel ought to do, the heads of them were two hundred; and all their brethren were at their commandment.",
"sna": "varume vokwaIsakari vainzwisisa nguva uye vaiziva kuti Israeri yaifanira kuitei, vaiva vakuru mazana maviri nehama dzavo dzose dzaiva pasi pavo;"
} |
88 | 1CH_12_33 | {
"en": "Of Zebulun, such as were able to go out in the host, that could set the battle in array, with all manner of instruments of war, fifty thousand, and that could order the battle array, and were not of double heart.",
"sna": "varume vokwaZebhuruni, varwi vaiziva, vakanga vakagadzirira kurwa nezvombo zvemhando dzose, vakauya kuzobatsira Dhavhidhi nomwoyo wakaperera, vaiva zviuru makumi mashanu;"
} |
89 | 1CH_12_34 | {
"en": "And of Naphtali a thousand captains, and with them with shield and spear thirty and seven thousand.",
"sna": "varume vokwaNafutari vaiva chiuru chavakuru vamapoka, pamwe chete nezviuru makumi matatu nezvinomwe zvavarume vakanga vakatakura nhoo namapfumo;"
} |
90 | 1CH_12_35 | {
"en": "And of the Danites that could set the battle in array, twenty and eight thousand and six hundred.",
"sna": "varume vokwaDhani, vakanga vakagadzirira kurwa, zviuru makumi maviri nezvisere namazana matanhatu;"
} |
91 | 1CH_12_36 | {
"en": "And of Asher, such as were able to go out in the host, that could set the battle in array, forty thousand.",
"sna": "varume vokwaAsheri, vakanga vane unyanzvi hwokurwa uye vakagadzirira kurwa, vaiva zviuru makumi mana;"
} |
92 | 1CH_12_37 | {
"en": "And on the other side of the Jordan, of the Reubenites, and the Gadites, and of the half-tribe of Manasseh, with all manner of instruments of war for the battle, a hundred and twenty thousand.",
"sna": "uye kubva kumabvazuva aJorodhani, varume vokwaRubheni, Gadhi nehafu yorudzi rwaManase vakanga vakapakata zvombo zvemhando dzose, vaiva zviuru zana namakumi maviri."
} |
93 | 1CH_12_38 | {
"en": "All these, being men of war, that could order the battle array, came with a perfect heart to Hebron, to make David king over all Israel: and all the rest also of Israel were of one heart to make David king.",
"sna": "Ava vose vaiva varume vokurwa vakazvipira kundorwa. Vakauya paHebhuroni vakagadzirira zvizere kuzogadza Dhavhidhi kuti ave mambo weIsraeri. Vamwe vaIsraeri vose vaiva nomwoyo mumwe chete wokuti vaite Dhavhidhi mambo."
} |
94 | 1CH_12_39 | {
"en": "And they were there with David three days, eating and drinking; for their brethren had made preparation for them.",
"sna": "Varume vakagara mazuva matatu ipapo vaina Dhavhidhi vachidya uye vachinwa nokuti mhuri dzavo dzainge dzavavigira zvokudya."
} |
95 | 1CH_12_4 | {
"en": "and Ishmaiah the Gibeonite, a mighty man among the thirty, and over the thirty, and Jeremiah, and Jahaziel, and Johanan, and Jozabad the Gederathite,",
"sna": "naIshimaya muGibheoni, aiva mhare pakati paMakumi Matatu; aiva mutungamiri waMakumi Matatu; Jeremia, Jahazieri, Johanani; Jozabadhi muGedherati,"
} |
96 | 1CH_12_40 | {
"en": "Moreover they that were nigh unto them, even as far as Issachar and Zebulun and Naphtali, brought bread on asses, and on camels, and on mules, and on oxen, victuals of meal, cakes of figs, and clusters of raisins, and wine, and oil, and oxen, and sheep in abundance: for there was joy in Israel.",
"sna": "Uyewo, vavakidzani vavo vokure kwazvo kunyange kwaIsakari, kwaZebhuruni nokwaNafutari vakauya nezvokudya zviri pambongoro, ngamera, manyurusi nenzombe. Pakanga paine zvokudya zvizhinji kwazvo zvaiti upfu, makeke amaonde, makeke amazambiringa akaoma, waini, mafuta, nzombe, namakwai nokuti mufaro wakanga uripo pakati peIsraeri."
} |
97 | 1CH_12_5 | {
"en": "Eluzai, and Jerimoth, and Bealiah, and Shemariah, and Shephatiah the Haruphite,",
"sna": "Eruzai, Jerimoti, Bhearia, Shemaria naShafatia muHarufi;"
} |
98 | 1CH_12_6 | {
"en": "Elkanah, and Isshiah, and Azarel, and Joezer, and Jashobeam, the Korahites,",
"sna": "Erikana, Ishiya, Azareri, Joezeri naJashobheami vaKorahi;"
} |
99 | 1CH_12_7 | {
"en": "and Joelah, and Zebadiah, the sons of Jeroham of Gedor.",
"sna": "naJoera naZebhadhia vanakomana vaJehoramu vaibva kuGedhori."
} |
100 | 1CH_12_8 | {
"en": "And of the Gadites there separated themselves unto David to the stronghold in the wilderness, mighty men of valor, men trained for war, that could handle shield and spear; whose faces were like the faces of lions, and they were as swift as the roes upon the mountains:",
"sna": "Vamwe vaGadhi vakazvitsaurawo vakaenda kwaiva naDhavhidhi kunhare yake kurenje. Vaiva varwi vakashinga, vakagadzirira kurwa uye vaigona kubata nhoo nepfumo. Zviso zvavo zvaiva zviso zveshumba, uye vaimhanya semharapara mumakomo."
} |
End of preview. Expand
in Data Studio
No dataset card yet
- Downloads last month
- 5